Full Search Interface
 Now 8 652 568 links from 301 partners

0

General Promotion

Event Description



Event ends   2026-03-08 20:46:10






 

 
Wolfe une zviro zvinodhura, anogara mundau yakasununguka uye yakaisvonaka ye New York City ye brownstone iri kumaodzanyemba kwe West 35th Street. Brownstone ine zvikamu zvitatu pamwe nechidziro chikuru chepashi chine ndau dzekugara, greenhouse yepamusoro uye ine ndau dzekugara, uye elevator doko, inoshandiswa zvikuru ngeWolfe. Zvimweni zviro zvakasiyana-siyana zvinosanganisira mudziyo unovhura mawindo unoshandiswa ngenguva unogadzirisa kupisha mumbatso yekurara yaWolfe, aramu inorira gong mukamuri raArchie kana munhu akaswedera pamusuwo wembatso yekuata yaWolfe kana mafafitera, uye makamuri ezvirimwa anodzorwa ngemamiriro ekunze ari pamusoro. Wolfe ndiye anoziikanwa kakurutu ngemurimi we orchid uye une zvirimwa 10,000 mu greenhouse ye brownstone. Anoshandisa vashandi vatatu vanogara kuti vaone zvaanoda: mubatsiri, mubiki uye orchidist.
Musuwo wemberi wakashongedzwa nge bhaudhi re cheni, bhero rinokona kuvharwa sezvinodiwa, uye pane ye girazi rinoenda kune imwe njira, iro rinoita kuti Archie aone kuti ndiani ari pachidziro asati afunga kuti anozovhura musuwo ere.
Report